2 Samueri 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, munondo hauchazobvi mumba mako, nokuti wakandizvidza uye ukatora mukadzi waUria muHiti kuti ave wako.’

2 Samueri 12

2 Samueri 12:9-20