2 Samueri 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uria akati asvika kwaari, Dhavhidhi akamubvunza kuti Joabhu aiva akadini hake, zvose navarwi uye kuti hondo yaifamba sei.

2 Samueri 11

2 Samueri 11:1-12