2 Samueri 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Joabhu paakanga akakomba guta, akaisa Uria panzvimbo yaaiziva kuti ndipo paiva navarume voumhare.

2 Samueri 11

2 Samueri 11:7-22