2 Samueri 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi paakaudzwa kuti, “Uria haana kuenda kumba kwake,” akamubvunza akati, “Hauna kubva parwendo here? Sei usina kuenda kumba kwako?”

2 Samueri 11

2 Samueri 11:1-13