2 Samueri 10:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akaoona kuti akanga akombwa navarwi mberi neshure; naizvozvo akasarudza dzimwe mhare dzavaIsraeri ndokuvaendesa kundorwisa vaAramu.

2 Samueri 10

2 Samueri 10:5-10