2 Samueri 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi akati audzwa nezvazvo, akatuma nhume kundosangana navarume ava, nokuti vakanga vanyadziswa zvikuru. Mambo akati, “Chimbogarai henyu paJeriko kudzamara ndebvu dzenyu dzakura, mugozouya.”

2 Samueri 10

2 Samueri 10:4-8