2 Samueri 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akafunga kuti, “Ndichaitira Hanuni mwanakomana waNahashi tsitsi, sokundiitira tsitsi kwakaita baba vake.” Naizvozvo Dhavhidhi akatuma nhume kundobata Hanuni maoko pamusoro pababa vake.Vanhu vaDhavhidhi vakati vasvika kunyika yavaAmoni,

2 Samueri 10

2 Samueri 10:1-12