2 Samueri 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akati azvinzwa, akaunganidza vaIsraeri vose, vakayambuka Jorodhani uye vakaenda kuHeramu. VaAramu vakazvigadzirira kuti vasangane naDhavhidhi uye vakarwa naye.

2 Samueri 10

2 Samueri 10:14-19