2 Samueri 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaAmoni pavakaona vaAramu vachitiza, vakatiza pamberi paAbhishai, ndokupinda muguta. Saka Joabhu akadzoka kundorwisa vaAmoni akasvika kuJerusarema.

2 Samueri 10

2 Samueri 10:12-18