2 Samueri 1:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiri kutambudzika kwazvo pamusoro pako, Jonatani munun'una wangu; wakanga uchikosha kwazvo kwandiri. Rudo rwako kwandiri rwaishamisa, rwaishamisa kudarika rwavakadzi.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:16-27