2 Samueri 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Musazvireva muGati, musazviparidza mumigwagwa yeAshikeroni, kuti vanasikana vavaFiristia vasazofara, kuti vanasikana vevasina kudzingiswa varege kupembera.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:19-27