2 Samueri 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokufa kwaSauro, Dhavhidhi akadzoka kubva kuhondo yaakakunda vaAmareki uye akagara paZikiragi kwamazuva maviri.

2 Samueri 1

2 Samueri 1:1-9