2 Petro 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi musakanganwa chinhu chimwe chete ichi, hama dzangu, kuti: Kuna Ishe zuva rimwe chete rakaita sechiuru chamakore, uye chiuru chamakore chakaita sezuva rimwe chete.

2 Petro 3

2 Petro 3:6-17