2 Petro 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vadikani, sezvo mava kuziva zvinhu izvi, garai makarindira kuti murege kutsauswa nokudarika kwavasina murayiro uye mukawa kubva pakusimba kwenyu.

2 Petro 3

2 Petro 3:11-18