2 Petro 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvaiva nani kwavari kuti dai vasina kumboziva havo nzira yokururama, pano kuti vaizive, ipapo vagozofuratira murayiro mutsvene wakanga wapiwa kwavari.

2 Petro 2

2 Petro 2:20-22