2 Petro 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vacharipirwa nokurwadziswa nokuda kwezvakaipa zvavakaita. Mukufunga kwavo vanoti kutamba masikati ndizvo zvinofadza. Ivo ndivo makwapa namavara, vanofara mune zvinovagutsa pavanenege vachidya nemi.

2 Petro 2

2 Petro 2:5-15