2 Petro 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Simba rake dzvene rakatipa zvinhu zvose zvatinoda zvoupenyu uye noumwari kubudikidza nokumuziva kwedu iye akatidana nokubwinya nokunaka kwake chaiko.

2 Petro 1

2 Petro 1:1-6