2 Makoronike 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi handina kutenda zvaitaurwa kusvikira ndauya kuzozvionera nameso angu. Chokwadi, handina kutongonzwa kunyange hafu yokukura kwouchenjeri hwenyu, mapfuura nokure zvandakanzwa.

2 Makoronike 9

2 Makoronike 9:1-14