2 Makoronike 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Soromoni akapa mambokadzi weShebha zvose zvaaida nezvaakakumbira; akamupa zvakawanda kupfuura zvaakauya nazvo kwaari. Ipapo akabva adzokera navaranda vake kunyika yake.

2 Makoronike 9

2 Makoronike 9:7-20