2 Makoronike 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rorusere vakaungana pamwe chete nokuti vakanga vapemberera kutsaurwa kwearitari kwamazuva manomwe uye mutambo uyu kwamamwezve mazuva manomwe.

2 Makoronike 7

2 Makoronike 7:1-18