2 Makoronike 7:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vachapindura vachiti, ‘Nokuti vakasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo, akavabudisa kubva muIjipiti uye vakanamatira kuna vamwe vamwari uye vachivanamata nokuvashumira, ndokusaka akauyisa njodzi iyi pavari.’ ”

2 Makoronike 7

2 Makoronike 7:19-22