2 Makoronike 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vakatadza kupinda mutemberi yaJehovha nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakaizadza.

2 Makoronike 7

2 Makoronike 7:1-7