2 Makoronike 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘nokuti zvaiva mumwoyo mako kuti uvakire Zita rangu temberi wakaita zvakanaka ukava nazvo mumwoyo mako.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:2-14