2 Makoronike 6:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo kubva kudenga, kwamunogara, inzwai munyengetero wavo nemikumbiro yavo uye muvatsigire muvakundise pamhaka yavo. Uye muregerere vanhu venyu vanenge vakutadzirai.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:36-42