2 Makoronike 6:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana vakashandura mwoyo vari kunyika yavanenge vari nhapwa, vakatendeuka vakakumbira kwamuri vari munyika youtapwa vakati, ‘Takatadza, takakanganisa uye takaita zvakaipa,’

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:36-42