2 Makoronike 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana vanhu venyu vakaenda kundorwisana navavengi vavo, kwose kwose kwamunenge mavatuma, uye kana vakanyengetera kwamuri vakatarira kuguta rino ramakasarudza nokutemberi yandavakira Zita renyu,

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:31-35