2 Makoronike 6:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana munyengetero kana chikumbiro chikaitwa noupi zvake wavanhu venyu Israeri, mumwe nomumwe achinyatsonzwisisa matambudziko namarwadzo ake, uye kana akatambanudzira maoko ake kunzvimbo ino,

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:23-31