2 Makoronike 6:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo inzwai kubva kudenga muregerere chivi chavaranda venyu, vanhu venyu Israeri. Vadzidzisei nzira kwayo yokururama, uye tumirai mvura inaye panyika yamakapa vanhu venyu senhaka.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:18-32