2 Makoronike 6:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana vanhu venyu Israeri vakakundwa nomuvengi nokuti vakakutadzirai uye kana vakatendeuka vakapupura zita renyu, vachinyengetera uye vachikumbira pamberi penyu mutemberi muno,

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:21-26