2 Makoronike 6:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Inzwai mikumbiro yomuranda wenyu neyavanhu venyu Israeri pavanenge vachinyengetera vakatarisa kunzvimbo ino. Inzwai kubva kudenga kwamunogara uye kana manzwa muregerere.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:11-31