2 Makoronike 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro teererai munyengetero womuranda wenyu nokukumbira kwake kuti anzwirwe tsitsi, imi Jehovha Mwari wangu. Inzwai kuchema nomunyengetero uri kunyengeterwa nomuranda wenyu pamberi penyu.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:11-25