2 Makoronike 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati: “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, hakuna mumwe Mwari akaita semi kudenga kana panyika. Imi munochengeta sungano yorudo navaranda venyu vanoramba vachifamba munzira yenyu nomwoyo wose.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:4-23