2 Makoronike 6:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Soromoni akamira pamberi pearitari yaJehovha pamberi peungano yose yaIsraeri akatambanudza maoko ake.

2 Makoronike 6

2 Makoronike 6:2-20