2 Makoronike 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makerubhi akanga akatambanudza mapapiro awo pamusoro penzvimbo yeareka uye akanga akafukidza areka namatanda ayo okutakurisa.

2 Makoronike 5

2 Makoronike 5:3-14