2 Makoronike 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye Mambo Soromoni neungano yose yaIsraeri yakanga yaungana paari vakanga vari pamberi peareka vachibayira makwai mazhinji kwazvo nemombe zhinji zvokuti zvaisagona kunyorwa kana kuverengeka.

2 Makoronike 5

2 Makoronike 5:2-9