2 Makoronike 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muareka makanga musina chinhu kunze kwamahwendefa maviri akanga aiswamo naMozisi paHorebhi, Jehovha pavakaita sungano neIsraeri mushure mokunge vabuda muIjipiti.

2 Makoronike 5

2 Makoronike 5:1-14