2 Makoronike 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavaka aritari yendarira yakanga yakareba makubhiti makumi maviria, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri uye yakareba makubhiti gumib kuenda mudenga.

2 Makoronike 4

2 Makoronike 4:1-3