2 Makoronike 36:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvimwe zvakaitwa panguva yokutonga kwaJehoyakimi, zvinhu zvinonyangadza zvaakaita nezvose zvakawanikwa zvaakakanganisa, zvakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri neJudha. Uye Jehoyakini mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:7-18