2 Makoronike 36:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIjipiti akaita Eriakimu mukoma waJehoahazi, kuti ave mambo pamusoro peJudha neJerusarema akashandura zita raEriakimu kuti anzi Jehoyakimi. Asi Neko akatora munun'una waEriakimu Jehoahazi akaenda naye kuIjipiti.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:1-12