2 Makoronike 36:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupera kwegore, Mambo Nebhukadhinezari akatuma shoko rokuti auyiswe kuBhabhironi pamwe chete nemidziyo inokosha kubva mutemberi yaJehovha, akaita munun'una waJehoyakini, Zedhekia, mambo pamusoro peJudha neJerusarema.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:5-12