2 Makoronike 35:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakamutora vakamuburitsa mungoro yake vakamuisa mune imwe ngoro yaakanga anayo, vakauya naye kuJerusarema, kwaakandofira. Akavigwa mumakuva amadzibaba ake, uye Judha yose neJerusarema vakamuchema.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:14-25