2 Makoronike 35:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro Josia haana kubva kwaari asi akazvishandura kuti arwe naye muhondo. Haana kuda kuteerera zvakanga zvataurwa naNeko sokurayira kwaMwari asi akaenda kundorwa naye pabani reMegidho.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:19-24