2 Makoronike 35:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure maizvozvi zvose, Josia paakanga agadziridza zvinhu mutemberi, Neko mambo weIjipiti, akakwira kundorwa paKakemishi paYufuratesi, uye Josia akabudawo kundosangana naye kuti varwe.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:13-27