2 Makoronike 35:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pasika haina kunge yambocherechedzwa saizvozvi muIsraeri kubva pamazuva omuprofita Samueri; uye hakuna kana mumwe chete pamadzimambo eIsraeri akanga apemberera Pasika sezvakaitwa naJosia navaprista, vaRevhi neJudha yose neIsraeri vakanga varipo navanhu veJerusarema.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:13-19