2 Makoronike 35:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakagocha mhuka dzePasika pamoto nenzira yakarayirwa, vakabikira zvipiriso zvitsvene muhari, mumakate nomumakango uye vakapa vanhu vose nokukurumidza.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:7-15