2 Makoronike 35:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nguva yokushumira yakarongwa vaprista vakamira munzvimbo dzavo vaine vaRevhi mumapoka avo sezvakanga zvarayirwa namambo.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:9-17