2 Makoronike 34:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore regumi namasere rokutonga kwaJosia pakuchenesa nyika netemberi, akatuma Shafani mwanakomana waAzaria naMaaseya mutongi weguta, vaina Joa mwanakomana waJohazi munyori, kuti vagadziridze temberi yaJehovha Mwari wake.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:5-18