2 Makoronike 34:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino iwe ndichakuuyisa kuna madzibaba ako, uye uchavigwa murunyararo. Meso ako haachazooni zvakaipa zvose zvandichauyisa panzvimbo ino napane vose vanogara pano.’ ” Saka vakatora mhinduro yake vakadzoka nayo kuna mambo.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:18-33