2 Makoronike 34:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hirikia naavo vakatumwa naro namambo vakaenda kundotaura nomuprofitakadzi Huridha, uyo aiva mukadzi waSharumi mwanakomana waTobhati mwanakomana waHazira muchengeti wenguo. Aigara muJerusarema, muDunhu reChipiri.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:12-30