2 Makoronike 34:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakanga zvakanaka pamberi paJehovha akafamba munzira dzababa vake Dhavhidhi, asingatendeukiri kurudyi kana kuruboshwe.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:1-7